Mama Siya

Mama Siya funny and cute
(9)

Permanently closed.
Maswera sei tete isai nyaya yangu mudare muvige chitupa ndiri mudzimai Atikurei hangu nyaya yangu yandauya nayo ndoziva ...
24/05/2026

Maswera sei tete isai nyaya yangu mudare muvige chitupa ndiri mudzimai Atikurei hangu nyaya yangu yandauya nayo ndoziva ichakupai hasha ndakangawo ndakaroorwa zvakanaka murume wangu aitoshanda zvakanaka ndok*tovhura hake shop saka kumba ndaitoda musikana websa saka ndakaudzwa udza hama dzangu k*ti ndoda mushandi wechisikana hapanavo k*tora nguva ndakabva ndatsvagirwa wekumalawi mwanasikana aishanda zvakanaka takagara naye munezvakana ndichimuvhunza k*ti hama dzako dziripi akati vabereki Vake vakafa nemalaria uye Na sisi vake iye akararamira kuchipatara isusu taiva nemari takatanga kumutambirisa patinodira munongizivawo kana ukagara nenherera undotora advantage asi aingotishandira murunyararo asingatendi Kuti ndishande ndakanga ndoswera ndakarara murume wangu business raaiita Kuti rifambe akanga achipota achienda kudzin'anga achibatsirwa batsira akangoti rimwe zuva takangoona shop yedu yatsva ikazodzimurwa nevanhu vanga varipadhuze yakatsva isu tirikumba ndipo paakazoti ngatimbofambai isu taingofamba kun'anga taisaenda kumaporofita pose pataifamba taingoudzwa k*ti hanzi murume wenyu anofanirwa kuzadzisa mhiko takazviramba tikato ignore tikazviudza k*ti shop ngaivharwe takazongoona pabsa pasvika mapurisa zvikanzi murume wangu wakauya fraud k*tora k*tsvaga Kuti chii murume wangu akabva atopinzwa muchitokisi ndakamhanya kudzokera kun'anga ichibva yati zadzisai mhiko murume wenyu anobuda ndakataurira n'anga k*ti tinozadzisa kana murume wangu akabuda ikezvino Kuti Ini ndizadzise mhiko asipo zvinondiremera n'anga yakaita zvayakaita ndichisheyedzewa kujeri ndakawanika murume wangu achitova kuchipatara zvichinzi i stroke pasinawo nguva Hama dzake dzichiita konde konde kuita bail out achingobuda takangonanga kun,Anga zvikanzi mauya here kuzozadzisa mhiko tikati ehe asi tirikuda kuvhunza k*ti mhiko yacho ndeyei zvikanzi parikuda ropa remhunhu mhandara tikavhunza Kuti weukama here Kana Kuti zvikanzi Chero mhandara isusu zvese zvanga zvakatinakira nek*ti takanga tine mhandara mushandi wedu,Rakazorobwa rwendo tikatora mushandi wedu kundomutengera zvaanoda hembe shangu nechikafu Nekumupa maridzake dzose tikati tirikuda kundokuratidza kumusha kwedu isu hedu taiziva k*ti ndolast day yake kunevatakagara navo yakatoti tirikumuperekedza amboenda kumusha kwavo isu ndokunanga kun,Anga tichisvika tichiti kun'anga tauya nechipiriso chedu akabikirwa zvaakanzi adye,achipedza kudya akanga asichazivi zvokuita akangonyarara sehwai akasungwa kumeso maoko nemakumbo akaradzikwa pamucheka hubby akanzi Tanga wamu rapper akanga Ari mhandara haana kumbochema zvabva ipapo takanzi umwe neumwe ngaamucheke takapihwa mapanga inini ndakamucheka pazvidya hubby vakangotora Banga akamucheka pahuro ndakatarisa zvinhu zvedu zvakatanga Kufamba kusvika pa 5years tichidadira Chero hama tichiti upenyu hunoda kushinga after 5years ndipo pakabva mwanakomana wangu achimhanya akakuvara achichema achinongedzera mubedroom ndichipinda ndakaona mashura ndakawanika musikana uya websa akagara pamubhedha achivhinza ropa pahuro takatiza pamba kumirira hubby achisvika akandowana musikana uya Arimo Mumba pamubhedha Hatina kuvata pamba pacho takatanga k*tnderera nen'anga asi pese patakafamba Vaiti mubrandai uyu arikuda mombe 300 nemutumbi 4 kubva ipapo so far vanhu vafa vasvika 7 kusanganisira nahubby wangu ikezvino musikana uyu arikubudira kumusha kwangu nekwemurume anouya sengozi ndanzwa nek*tukwa nevanhu vehukama izvezvi ndichinyora Kudai musikaña uya Ari Mumba murikunhuwa ropa nyoro ndanzwa tete ndibatsireivo takatadza nehwoni kana pane anozvigona kuzvibvisa ngaanzibatsirevo ndanzwa hangu

Tete chitupa rasai ini ndakadyiwa kana k*ti regai nditi ndiri k*todyiwa naboss vangu yedu yekuda mabasa iyi zvinhu zvain...
21/05/2026

Tete chitupa rasai ini ndakadyiwa kana k*ti regai nditi ndiri k*todyiwa naboss vangu yedu yekuda mabasa iyi zvinhu zvainge zvakaminya weduwee ndkabva ndawanawo vamwe manager paimwe company. Ndichibva nda applier zvikanz ndipe number yako. Manager vakabva vandipfimba ini ndokurambaka ndichit ndine mfes wangu. Uku basa ndri kurida vamwe vandaka applier navo vakabva vatopinda ini ndkasara zvkanz wazvionaka k*t mazuvano mabasa anoda chizivano ndkat yes ndazviona hangu zvkanz saka todii how far nyaya dziya ini eeh ndchat kudii ndakabva ndabvuma. Mangwana acho ndichinosheedzwa kuinterview zvkanzi huya . Varume havambopindi denga hama. Pandakapedza interview zvkanz tanga basa apa madeko acho zvikanzi handei ndkuperekedze kumba. Ko ndazivei k*t munhu aitoda kugara apedza neni. Tiri mumota wanike ndave k*totsonyewa. Kuti ndirambe hazviite basa ndri kurida. ndaity kudzingiwa basa uku ndakatorara nemurume uyu ndsat ndamborara nemkomana wanu. Next day ndizvo ndizvo munhu achinditsotsa every day apo munhu anotove nemukadzi zvake. Ndakatozozviziva later. Ikezvino ndatotsakara harichadi kuuya rinouya kana rakadhakwa. Ndipo parinoda. Chinondirwadza ndechek*ti tiri 4 vakadzi pabasa ipapa tinochinjaniswa nemunhu 1 😭😭😭😭😭

HieTete please hide Yaah zvakaoma kuseka nhamo serugare, pamwe pacho unotoshaya k*ti chii chinenge chamboitika kana k*ti...
20/05/2026

HieTete please hide

Yaah zvakaoma kuseka nhamo serugare, pamwe pacho unotoshaya k*ti chii chinenge chamboitika kana k*ti nditi ipressure or heartbreak asi yakakamburwa bhinzi naAsekuru ndaenda kunodzosa lost lover 😏😏. Ndakaonawo advert pa WhatsApp rek*ti muno mujoni tinodzosa vadiwa etc, ndikaisa message ku inbox kwaSekuru vaizviti mupedza zvose, zvikanzi muzukuru izvi zvidiki diki ndikati zvangu zvaita, mudiwa vangu aizodzoka.
Ndakasvika zvikanzi makaiswa munyama ndiwo waita musiiwe. kwanzi ndoda kuk*temera nyora muzvidya aah Asekuru wacho vakatanga k*tonanzva bhinzi ndakatanga ndiri stiff ndakatonzwa rurimi ruchidziirira rwuchinyenga bech* zvak*tonakidza, ndikatototesa paya rak*tobuda tumasiriri and i loosen up untill ndatovhura 180 k*ti msoro wacho unyatsokwana pakati pemakumbo vanyatsoridya ko yaiwe first kudyiwa chikiti hangu.
Vakazotorova vakadzokorora 3 rounds veduwe nanhasi ndinongoti ndikazvifunga ndinorwadziwa 😭😭
Apa lover haina kudzoka

HieTete please hide ndokupirawo kubatsirwawo apa naazukuru venyu ini ndiri mukadzi ane 28 yrs ndaiva nemuface wangu boe ...
19/05/2026

HieTete please hide ndokupirawo kubatsirwawo apa naazukuru venyu ini ndiri mukadzi ane 28 yrs ndaiva nemuface wangu boe asi yekusa gutsikana iyi ndaitirwa zvese asi handina kugutsikana kusvika tasiyana ndika danana neumwewo aipinda zcc ndikati ndawana munamati izvo yowe ndisatani ari kunyepedzera kunamata ndikati regai ndimboita zvekushanda ndakashanda mwedzi 3 no pay zvinhu zvanga zvakaomawo zvandaiona pa 3 months idzi ndaidanana nemuzulu kusvika ndakugara naye now ndine week ndinaye baba vanonetsa havo ivavo ane 33yrs anonetsa svro kungo gadha hana nguva yekubatawo unogona kunzi gadzirira ndouya chik*tora tobuda anomwa doro kusvika pak*tadza ku driver torara mumota kusvika kwaedza mmm ayewa ndapfidza chihure ndapfira pasi imbwa dzinatsve ndafunga k*tidza hanzi kungondiramba ndokuuraya

Hubby gave me mari 70 dollars yek*tengera mwana zvinu zvechikoro and mind you mwana uyu i little sister yake.  So I went...
16/05/2026

Hubby gave me mari 70 dollars yek*tengera mwana zvinu zvechikoro and mind you mwana uyu i little sister yake. So I went k*town and bought everything for her tikadzoka kumba. Ini na hubby we have been texting zvedu zvese zvichifaya until I got home . Then my mother inlaw called me I told her everything zvandatengera tete including ma school shoes then my mother inlaw asked k*ti did you buy the shoe kwa bata here and I said no and nyaya ndobva yapera. So when my husband got back from work I showed him zvese zvandatenga and I told him k*ti mama asked me if bought the shoes kwabata ndobva atanga kupopota saying mari inonetsa and stuff and then he said im calling mama to confront her.i begged him shem kusvika ndapfugama pasi k*ti please don't call her azvite it will be like ndikuda kurwisa mother and son and he didn't listen ndobva afona and my mother inlaw avana chavataura chakashata , she only said I just asked chete ,ndobva akata fon .ini I got angry at him ndobva ndamutema ne butsu yandanga ndakabata and I took a blanket ndikaenda ku kitchen to sleep there. Kwakuuya kwandiri achiti I don't respect him so akundisiya . Aita indrive akaenda and he took his documents too. Before he left he told me to never look for him or call him nek*ti the marriage is over apa take 1 year tiritese and we have a 4 months old baby. He told me k*ti he is calling his mom to come and get the little sister.
Andizive k*ti ndiite seii im now stressed 😫

Makadii Tete please vigai zita ranguNdine mwana wangu akapedza form 4last year amafoira hake tikati nababa vake since ti...
12/05/2026

Makadii Tete please vigai zita rangu
Ndine mwana wangu akapedza form 4last year amafoira hake tikati nababa vake since tisati tave nemari yek*ti adzokorore zvirinani auye joni omboshanda isu togara hedu mu one room yedu mwana akauya wo ndikati u change uchirara pa sofa baba vacho vakati akuna munhu anorara pa sofa ndikati saka anorara pasi vakapenga baba vakuru zvikanzi unoda kurwarisa mwana wangu ne chando apana mwana anorara pasi iwe rara pasi not mwana wangu ndikati saka moda a rare payi zvikanzi torara naye pa mubed tairara naye pa mubhedha nek*ti baba vacho vanorova ukaita nharo navo ayirara kumadziro ini ndichirara pakati zvikanzi mwana wangu anomandidzirwa kumadziro ngarare pakati akatanga kurara pakati apa baba vacho vanorara vakapfeka bhurugwa rega kuvabvunza k*ti sei muchidaro ndorohwa ini ndoshanda ivo a vashandi vanoita bhizimusi soo avamuki kuseni ini ndoenda kubasa na 7 ivo voenda kuma 10 saka ndaiti ndichimuka ndomutsa mwana zvikanzi usade kunetsa mwana unomumutsirei wakatenga mwana kana uchiona k*ti zvepano zvonetsa enda nhaimi ndingavenge mwana wangu here iye mwana wacho atitevedzera zvese zvataurwa nababa vake achivayemera.. Saka kuenda kubasa ndaingovasiya vakarara since ndakarambidzwa kumumutsa

Heyo nyaya mwana akatanga kurwara rwara ndikaenda naye kuchipatara baba vacho vasingazivi mwana a nemimba Kuudza baba vacho zvikanzi saka mimba yake yashamisira chii ko iwe anditi wakamboiitawo here saka usashungurudzemwana wangu musiye nemimba yake ndikati azviiti ndakamurova mwana ndichida ataure muridzi we imba baba vacho vakandidzinga zvikanzi tora zvako zvese uyende unorova mwana wangu sei ndokudzingwa mwana akasara vachigarisana vari2 zvino mimba yak*toda kuzvara ndomwana paakandifonera achichema kwanzi mama mimba ndeya daddy Manje vak*ti vakuda kundiuraya... Mubvunzo wangu unoti nditore mwana here or ndosiya zvioedzerane aurawe kwacho ma cuzins andichazivi zvekuita ndadirwa mvura inopisa veduwe Manje ndikatora mwana. Neni andizourawi here

Hie Tete 💔💔💔💔💔Hide ndirimukadzi ndogara nemurume wangu ku Botswana 🇧🇼 ndakawana achigara nemwana wake mukomana atokura a...
11/05/2026

Hie Tete 💔💔💔💔💔Hide ndirimukadzi ndogara nemurume wangu ku Botswana 🇧🇼 ndakawana achigara nemwana wake mukomana atokura ane 24 years ini ndine 26 mwana uyu akazongouya akati asi nhai mama Pana mudhara wangu makachivei amuoni vahombe hr mwana akatanga kundi flashira mari vakadzi mongotiziva ini ndokudyira mwana ndokunama poto ndakafara kudarika zvandoita ndine murume takaramba tichingoita rimwe zuva ndokuwanikwa tichangotanga murume ndokungosvika achivhura door ndobva ndapusha mwana uya pamusoro pangu ndokubva ndatanga kupopotera mwana uya ndichiti ndanguri ndakuudza buda muno apa sekuru vakamira kudii ini ndaiva ndamonera towel sezvo ndanga ndichangobva kunogeza moziva nhema dzandakaitira mwana nhanhasi andidzikangamwi mwana akarohwa na baba vake kusvika asisataure ndobva adzingwa pamba 😭 nanhasi arikumusha kuchiweshe ndikati anga asati arara neni anga achindimanikidza moziva ndakaita hutsinye ndichizama kugadzirisa imba yangu mwari andiregerere chero tikaenda kumusha haadi kundiona padhuze pake asi ndakazombomutiza murume ndikanomukwirisa mu toilet 😭😭😭

Hide..Makadii vanhu wee.Ndauyawo nenyaya yangu pano ndrikuda help. I've been dating this girl for a while now ndrikuda k...
11/05/2026

Hide..Makadii vanhu wee.
Ndauyawo nenyaya yangu pano ndrikuda help. I've been dating this girl for a while now ndrikuda kuroora soon, so she insisted k*t tigare tese before ndaroora ndikati aiwa rudo hapapa chakaipa, now mmmm ndanzwa hama dzangu pa just 1 month yatagara tese mmm anoti ane zviri paari zvekumadziva asi ini kubva pandagara naye ndinorota ambuya vachembera mafirst days she was asking me lot of hard questions k*ti urikudei pano bla bla bla handina kuzviisa mumusoro manje now muchembere uyu she has been attaching me kuhope last night ndakadzipwa kusvika pakupera simba ndichinzi munhu iyeye haafanirwe kugara nemurume. Hama dzangu ndava k*tya apa mwana wacho ukamuona she's so honest zvek*t handikwanise kumuudza k*ti ndozviri kuitika pandiri,, 😭😭😭 ndodii nhai vedare ko vakadzoka futi ndinosara ndiri mupenyu here or i must just give up

For Sale: 1999 Isuzu KB 2.8 Diesel – Exceptional Condition​Description:Available for immediate sale is a meticulously ma...
10/05/2026

For Sale: 1999 Isuzu KB 2.8 Diesel – Exceptional Condition
​Description:
Available for immediate sale is a meticulously maintained 1999 Isuzu KB 2.8 Diesel. This vehicle is renowned for its durability and fuel efficiency, making it an ideal choice for agricultural use, logistics, or as a dependable daily workhorse.
​Vehicle Specifications:
​Engine: Robust 2.8L Diesel
​Transmission: Manual
​Condition: Mechanically sound and in excellent running order.
​Documentation: All papers in order / License disc up to date.
​Pricing & Logistics:
​Location: Midrand, Gauteng
​Price: R45,000 (Open to reasonable offers)
To arrange a viewing or for further inquiries, please contact:
Phone/WhatsApp: +27 70 660 0595

Tete makadini.Yedu yemoyo muchena iyi.Ndakasangana nemukadzi anga abva kuzimbabwe adzimirwa phone nehama yake ndakamutor...
09/05/2026

Tete makadini.Yedu yemoyo muchena iyi.Ndakasangana nemukadzi anga abva kuzimbabwe adzimirwa phone nehama yake ndakamutora ndakaenda naye kumba kwangu sezvo ndai lodger 2 and half rooms apartment ndine murume ndane 1 year 6 months hapasati pane mwana hapo.Saka mukadzi uyu ndakagara naye for 5 months ndakamutsvakira basa akazo mover out hake akuzvi bhadharira rent nhasi ndabatawo phone ya hubby ndichida kufonera phone yangu ndaishaya ndakuona number yamai vaye iri ku dials list zvandinetsa ndakaenda ku WhatsApp k*toona varik*totaura kubva vachitogara pano zverudo chaizvo tete 😭😭munhu wandakanzwira urombo Ndazviona why vanhu this days vasinga batsiri vanhu 💔And it seems like atori ne nhumbu yemurume wangu nek*ti murume wangu aibvunza k*ti arisei junior arikuda kudyei 😭😭😭Ndapererwa handina kubvunza handisi kumboziva k*ti ndo reacter sei tete ndibatsireiwo veduwee ndoi solver sei nyaya yakadai handisi kugona kana kumutarisa ndangobuda ndakaenda ku park ndakanoswera ikoko ndadzoka asimo mumba.Ndapera simba apa tine muchato.Ndodiii Hama weeee 💔💔💔💔💔

Hie Tete please post Mhuri yeZimbabwe ndiri  murume  asi ndazobvuma, kuuya pano ndatambiswa nhova nemukadzi wangu andaka...
08/05/2026

Hie Tete please post Mhuri yeZimbabwe ndiri murume asi ndazobvuma, kuuya pano ndatambiswa nhova nemukadzi wangu andakaroora, ndakakura ndichiudzwa kunzi vasikana vekumusha ndivo vasikana chaivo vokuroora saka ndakazoendawo kumusha kwedu ndkawana musikana wangu ndakamutora muchurch yeRoman Catholic chaimo mazuva acho iye aiti aitoda kupikira husister ari musikana akakwana mhandara yakazara hana dzedu dzikaroverana ndikabvisirawo sevamwe varume tikauya muno muHarare, mukadzi wangu ndaimuda uye ndinomuda zvese ndaimuitira kubvira muzuva rok*tanga kugara tose. Asi dambudziko rakatanga pakatangawo mukadzi wangu kuenda kubasa ndakatanga kuona hunhu hwainge hwachinja asi ndaingoti zvimwe kwaive kuchinjawo kwemunhu adzika midzi muwanano asi ndakazoona mamessage muphone make mamessage aya aitaridza k*ti mkadzi wangu aive neshamwari yake yechirume yaaita nayo zveu besty besty asi vachitaura zvorudo. Asi handina kufunga zvakawanda nok*ti ainge andiudza k*ti vaingotamba zvavo paphone neni wacho ndaisatarisira k*ti mukadzi wangu angahura saka ndakakasira kumunzwisisa asi nokufamba kwenguva rimwe zuva mukadzi wangu akazosvikirwa ari mumba maboss wake, mukadzi waboss wake ndiye nyakuzozviiona, ini semunhu ndagara ndaida mukadzi wangu ndakasarudza kumuregerera tkapfuurira mberi noupenyu, chero hama dzake handina kudziudza asi Gore rakapera iri ndakazobatazve mukadzi red handed mumota yamfundisi mushure mekunge andinyepera k*ti aienda kumusha kuHoliday. Nyaya iyi yakambondibata bata asi semurume ndakazozvitambira mufundisi vakataurawo neni muchihwandde vachikumbira ruregerero vachiti ndisataure kusangano nok*ti basa ravo raizopera ini ndakateerera ndikaregerera zvikapfuura. Zvino svondo inoyi mukadzi wangu akazondinyepera zvekare k*ti aienda kuWorkshop kuBulawayo handina kuramba nek*ti mukadzi wangu agara anosienda kuma workshop erudzi urwu saka zuro madeko iwaya atapedza ndazofonerwa nemumwe mukadzi wepabasa pemukadzi wangu achiti mukadzi wenyu ariko here kumba ndikati kweteba zvikanzi mukadzi wenyu ndamuona achipinda pane imwe lodge muno muHarare nomumwe murume asi musazotaure k*ti maudzwa neni nok*ti mukadzi wenyu ndiye boss wangu angazondidzinga basa. sezvineiwo ndabva ndatomuka kuenda palodge iya its about 5km south of the town vanopaziva ndipo paL**@ #^ lodge ndabva ndaenda ndkawana mukadzi wangu ariko hembe dzose dzaakaenda ndadzo ainge abisa ave nedzimwe itsva ndabva ndadzoka naye kumba achichema achikumbira ruregerero achiti rinogona riri shave nditsvagireiwo munhu anonamatira ndinamatirwe. Wedare ndodii nemunhu akadai ndakazama kushingirira asi ndizvo here zvinoita dziimba izvezvi haasi kana kudya ari kungochema ndakwanisa kuudza hanzvadzi yake ndikamuudza semaudziro andakuitai mukadzi ndaimuda asi zvandiri kusangana nazvo ndizvo zviri kundidya moyo. Iye ari k*ti anoita zvese izvi asingazive achiti ari kushandiswa, ndoita sei vedare ndiisireiwo muchaunga ndatenda zvangu.

Address

Johannesburg

Telephone

+27788695244

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Mama Siya posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Featured

Share