20/02/2026
inini ndinodhanda boyz dzangu
'' ''
inini ndinodjanda usandisaize
maboots ndinovhura handibhaize
vakuona takaonda vakuti tinorwara
pane musiyano wekuonda nekurwara
wakambondiona hre ndichirwara
kana kusangana kuchipatara
patinosangana hapameri bundo
kana urimurume ane nyundwa
ndinoda kuona kuti ndiani achasundwa usandisaize handirikuita
......vyper✍🏿 the anakonda type