11/09/2025
Wonders Never Cease To Amaze ,Munoziva Here kuti Power Corrupts Uyezve Kuti Ushe Madzoro,Kune Anonzi maChancers To Be Learders Uchitoona Kuti Apa Hapana Zvozikamwa Ndiyo iya Mikono Inorarama neLucky For Example In Most Urban Councils People Voted For the Opposition , Protest Vote Chero Vakaisa Gudo Raingo Vhoterwa, In Most Cases Vanhu Ivavo Vamwe Havatorina People At Heart in Terms of Service Delivery,Tine Zvishavane Town Council Issue Ye Mari Ye Pension Fund, Medical Aid,Toita Zvinana Nyaradzo For 4 Years Mari Yakatorwa From Workers Wages/ Salaries But Was Never Remitted To Respective Receiving Accounts Instead Was Diverted To Personal Use by An Individual or Individuals,A Clear Fraudulent Activity Which Was Not Reported To the Police,Why? ,Tava Nema Councillor Anozviti Tiriva Nhingi? A Very good Example Imari Ye Pension ya Lucky,Uyo Anorwara Ne Pfungwa Akapiwa Here? Pension Yake?Aipiwa Pay Yake Here? Akapiwa Stand Ku Council Park? What Happened to the Stand? Yakadyiwa Stand Yake Nani? You Will Find Panotova Nema Councillor Akapiwa Mari or Party of The Loot? Vanotomira Sema Spokesperson Eku Finance Ne Human Resources Department,We Have A Situation yeMakuva Tine Space MuTown But NeMhaka Ye Fixing Pane MaCouncillors Akati Ku Mabhula Munhu Wese,Yet Some People Are Buried in Mandava Cemetery Apa Zvichinzi The Cemetery Was Decommissioned Zvinotozikamwa,Tine Pollution yema Boiler Handina kumbonzwa kana Councillor Unotaura Ne Zvazvo Toita Political Leaders Please Ngativei Serious In Addressing Zvichemo zvaVanhu, Zviriko Here? Kuti Mota Dzava Kuita 2 Usd From Zvishavane to Mberengwa or From Mberengwa to Zvishavane, From Zvishavane to Mimosa or From Mimosa to Zvishavane 2 USD ,Panoda Kugadzirisana Ipapo Please Please,I know I have Opened A Can Of Worms????