08/02/2023
Avawo mai vakayenda kumashops nemwana wavo ane gore rimwechete rekuberekwa , vasvikako vakatenga zvese zvavaida ndokudzokera kumba .Vasvika kumba kwapera ma awa matatu ndokuzowona kuti vakange vakanganwa mwana wavo uya ane gore kumashops ndokumhanyako vakasvikomuwana akachengetedzwa nevarume vainwa doro